Jeremia 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Kana ukatendeuka, ndichakudzosazve kuti ugondishumira; kana ukataura zvakafanira, kwete mashoko asakafanira, uchava somuromo wangu. Vanhu ava ngavadzokere kwauri, asi iwe usaenda kwavari.

Jeremia 15

Jeremia 15:12-21