Jeremia 13:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

upombwe hwako nokufemhedza kworuchiva rwako, iko kufeva kwako kusina nyadzi! Ndakaona mabasa ako anonyangadza awaiita pamusoro pezvikomo nomumunda. Une nhamo, iwe Jerusarema! Ucharamba usina kuchena kusvikira rinhiko?

Jeremia 13

Jeremia 13:24-27