Jeremia 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana ukazvibvunza pachako, uchiti: “Sei izvi zvaitika kwandiri?”—zvaitika nokuda kwezvivi zvako zvizhinji, kuti nguo dzako dzabvarurwa, uye muviri wako ukasabatwa zvakanaka.

Jeremia 13

Jeremia 13:12-23