Jeremia 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavabonderedza mumwe kuno mumwe, madzibaba navanakomana saizvozvo, ndizvo zvinotaura Jehovha. Handingabvumiri tsitsi kana ngoni dzangu kuti zvindidzivise kuvaparadza.’ ”

Jeremia 13

Jeremia 13:9-16