Jeremia 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu ava vakaipa, vanoramba kunzwa mashoko angu, vanotevera kusindimara kwemwoyo yavo uye vanoenda kuna vamwe vamwari kuti vavashumire nokuvanamata, vachafanana nebhanhire iri, risingabatsiri chose!

Jeremia 13

Jeremia 13:7-13