Jeremia 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika ichasvika riniko yakangooma nebundo resango rakangosvava? Nokuti vose vanogaramo vakaipa, mhuka neshiri zvaparara. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanoti, “Haasi kuzoona zvinoitika kwatiri.”

Jeremia 12

Jeremia 12:1-9