Jeremia 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana vadzidza zvakanaka nzira dzavanhu vangu nokupika nezita rangu, vachiti, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, kunyange havo vakambodzidzisa vanhu vangu kupika naBhaari, ipapo vachasimbiswa pakati pavanhu vangu.

Jeremia 12

Jeremia 12:13-17