Jeremia 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Kana vari vakaipa vakavakidzana nemi vanopamba nhaka yandakapa vanhu vangu vaIsraeri ndichavadzura munyika dzavo uye ndichadzura imba yaJudha kubva pakati pavo.

Jeremia 12

Jeremia 12:8-17