Jeremia 12:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvikomo zvisina miti zviri mugwenga, vaparadzi vachamomotera, nokuti munondo waJehovha uchaparadza, kubva kuno rumwe rutivi rwenyika kusvikira kuno rumwe, hakuna achava norugare.

Jeremia 12

Jeremia 12:3-16