Jeremia 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vafudzi vazhinji vachaparadza munda wangu womuzambiringa, uye vachatsindira munda wangu; vachashandura munda wangu unofadza kuti uve dongo risina chinhu.

Jeremia 12

Jeremia 12:2-17