Jeremia 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naizvozvo zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Ndichavaranga. Majaya avo achafa nomunondo, vanakomana navanasikana vavo vachafa nenzara.

Jeremia 11

Jeremia 11:16-23