Jeremia 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanga ndakaita segwayana nyoro riri kuendeswa kundobayiwa; ndakanga ndisingazivi kuti vakanga vandirangana, vachiti, “Ngatiparadzei muti nemichero yawo; ngatimubvisei panyika yavapenyu, kuti zita rake rirege kuzorangarirwazve.”

Jeremia 11

Jeremia 11:11-23