Jeremia 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sirivha yakapfurwa inotorwa kubva kuTashishi negoridhe richibva kuUfazi. Zvakaitwa nemhizha uye nomupfuri wegoridhe, zvopfekedzwa zvino nguo dzomucheka webhuruu nowepepuru, zvose zvinoitwa navabati vano umhizha,

Jeremia 10

Jeremia 10:5-15