Jeremia 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai! Chiziviso chiri kuuya, bope guru richabva kunyika yokumusoro! Richaita kuti maguta eJudha aparare, agarwe namakava.

Jeremia 10

Jeremia 10:15-25