Jeremia 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Regai kudzidza tsika dzendudzi kana kuvhundutswa nezviratidzo zviri kudenga kunyange hazvo ndudzi dzichivhundutswa nazvo.

Jeremia 10

Jeremia 10:1-6