Jeremia 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paanotinhira, mvura zhinji iri mumatenga inoita mubvumo; anoita kuti makore asimuke kubva kumigumo yenyika. Anotuma mheni pamwe nemvura uye anouyisa mhepo kubva mumatura ake.

Jeremia 10

Jeremia 10:5-17