Jeremia 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati kwandiri, “Usati, ‘Ndinongova mwana hangu.’ Unofanira kuenda kuna ani naani wandinokutuma kwaari undotaura zvose zvandinokurayira.

Jeremia 1

Jeremia 1:2-10