Jeremia 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichareva zvandakatonga pamusoro pavanhu vangu nokuda kwezvakaipa zvavo zvavakaita vachindisiya, vachipisira zvinonhuwira kuna vamwe vamwari nokunamata zvakaumbwa namaoko avo.

Jeremia 1

Jeremia 1:6-19