Jakobho 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai mibayiro yamakatadza kupa vashandi venyu vaicheka muminda yenyu iri kudanidzira pamusoro penyu. Kuchema kwavacheki kwasvika munzeve dzaIshe Wamasimba Ose.

Jakobho 5

Jakobho 5:1-7