Jakobho 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pazvo zvose, hama dzangu, musapika, nedenga kana nenyika kana nechimwe chinhu zvacho. “Hongu” yenyu ngaive hongu, uye “Kwete” yenyu ngaive kwete, kuti murege kutongwa.

Jakobho 5

Jakobho 5:7-13