Jakobho 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munoda chimwe chinhu asi hamuchiwani. Munouraya uye munochiva, asi hamugoni kuwana zvamunoda. Munokakavadzana uye munorwa. Hamuna chinhu, nokuti hamukumbiri Mwari.

Jakobho 4

Jakobho 4:1-7