Jakobho 4:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Asi, munofanira kuti, “Kana Ishe achida, tichararama tigoita ichi nechocho.”

16. Asi zvino munozvikudza uye mune manyawi. Kuzvikudza kwakadaro kwakaipa.

17. Ani naani, zvino, anoziva zvakanaka zvaanofanira kuita uye akasazviita, ari kutadza.

Jakobho 4