Jakobho 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino teererai, imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri kana iro, tinopedza gore tiriko, tichiita basa uye tichiwana mari.”

Jakobho 4

Jakobho 4:6-16