Jakobho 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, musarevana. Ani naani anoreva hama yake kana kumutonga anotaura achirwa nomurayiro uye achiutonga. Kana uchitonga murayiro, iwe hauzi kuuchengeta, asi ugere uchitonga uri pauri.

Jakobho 4

Jakobho 4:7-17