Jakobho 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tose tinogumbuswa munzira dzakawanda. Kana pano munhu asingatongokanganisi pakutaura kwake, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wake wose.

Jakobho 3

Jakobho 3:1-5