Jakobho 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana muchichengeta muchokwadi murayiro woushe unowanikwa muRugwaro, unoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozvida iwe,” munoita zvakanaka.

Jakobho 2

Jakobho 2:1-14