Jakobho 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai, hama dzangu dzinodikanwa: Ko, Mwari haana kusarudza varombo venyika ino kuti vave vapfumi mukutenda uye kuti vagare nhaka youmambo hwaakavimbisa avo vanomuda here?

Jakobho 2

Jakobho 2:3-7