Jakobho 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana mukaremekedza munhu akapfeka nguo dzakaisvonaka uye mukati, “Hechi chigaro chenyu chakanaka,” asi kumurombo mukati, “Iwe mira apo,” kana kuti “Gara pasi, patsoka dzangu,”

Jakobho 2

Jakobho 2:1-9