Jakobho 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Rugwaro rwakazadziswa runoti, “Abhurahama akatenda Mwari zvikaverengerwa kwaari kuti ndiko kururama,” uye akanzi shamwari yaMwari.

Jakobho 2

Jakobho 2:18-26