Jakobho 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mumwe achati, “Iwe uno kutenda; ini ndina mabasa.”Ndiratidze kutenda kwako kusina mabasa, uye ini ndichakuratidza kutenda kwangu nezvandinoita.

Jakobho 2

Jakobho 2:10-25