Jakobho 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye mumwe wenyu akati, “Endai henyu, mufambe zvakanaka; mudziyirwe uye mugute,” asi asina chinhu chaamuitira chinodikanwa nomuviri wake, zvakanaka here izvozvo?

Jakobho 2

Jakobho 2:8-21