Jakobho 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti iye akati, “Usaita upombwe,” ndiyewo akati, “Usauraya.” Kana usingapombi asi uchiuraya, wava mudariki womurayiro.

Jakobho 2

Jakobho 2:9-14