Jakobho 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi munhu anonyatsotarisisa mumurayiro wakakwana uyo unopa rusununguko, uye achiramba achiita izvozvo, asingakanganwi zvaanzwa, asi achizviita, acharopafadzwa pane zvaanoita.

Jakobho 1

Jakobho 1:24-27