Isaya 9:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Kurudyi vachadya asi vacharamba vane nzara; kuruboshwe, vachadya asi havangaguti. Mumwe nomumwe achadya nyama yomwana wake.

21. Manase achadya Efuremu uye Efuremu achadya Manase; pamwe chete vachamukira Judha.Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.

Isaya 9