Isaya 9:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo zvakaipa zvinopfuta somoto; unopisa rukato neminzwa, unopisa matenhere edondo zvokuti unokwira kudenga mushongwe youtsi.

Isaya 9

Isaya 9:9-20