Isaya 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAramu vachibva nokumabvazuva navaFiristia vachibva nokumavirira vakapedza vaIsraeri nomuromo wakashama.Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake ruchatongotambanudzwa.

Isaya 9

Isaya 9:6-21