Isaya 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti vanhu ava vakaramba mvura inoyerera zvinyoronyoro yeShiroa, uye vanofarira Rezini nomwanakomana waRemaria,

Isaya 8

Isaya 8:1-15