Isaya 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musoro weEfuremu iSamaria, uye musoro weSamaria mwanakomana waRamaria bedzi. Kana usingamiri zvakasimba mukutenda kwako, hauchazomiri zvachose.’ ”

Isaya 7

Isaya 7:1-10