Isaya 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ari makomo ose aichimbosakurirwa nebadza, hakuna achada kuendako nokuda kwokutya rukato neminzwa; dzichava nzvimbo dzokusundira mombe nokunomhanyirwa namakwai.

Isaya 7

Isaya 7:21-25