Isaya 7:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achauyisa pamusoro pako napamusoro pavanhu vako napamusoro peimba yababa vako nguva isina kumbovapo kubva nguva iya yaakazvipatsanura kubva kuna Judha, achauyisa mambo weAsiria.”

Isaya 7

Isaya 7:10-25