Isaya 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Isaya akati, “Inzwai zvino, imi imba yaDhavhidhi! Hazvina kuringana here kuedza mwoyo murefu wavanhu? Ko, imi muchaedzawo mwoyo murefu waMwari wangu here?

Isaya 7

Isaya 7:5-20