Isaya 66:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva paKugara kwoMwedzi kusvikira kuno mumwe, uye kubva paSabata rimwe kusvikira kune rimwe, marudzi ose achauya kuzokotama pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 66

Isaya 66:14-24