Isaya 66:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, Jehovha ari kuuya nomoto, uye ngoro dzake dzakaita sechamupupuri; achaburutsa kutsamwa kwake nehasha huru, uye kutuka kwake nomurazvo womoto.

Isaya 66

Isaya 66:5-22