Isaya 65:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bumhi negwayana zvichafura pamwe chete, uye shumba ichadya uswa senzombe, asi guruva richava chokudya chenyoka. Hazvichazokuvadzi kana kuparadza pamusoro pegomo rangu dzvene rose,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 65

Isaya 65:16-25