Isaya 65:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havachazobatiri pasina kana kubereka vana vanoparadzwa; nokuti vachava vanhu vakaropafadzwa naJehovha, ivo nezvizvarwa zvavo.

Isaya 65

Isaya 65:17-25