Isaya 65:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mariri hamungazovizve nomucheche achararama mazuva mashoma shoma, kana mutana asingasvitsi makore ake okurarama; uyo anofa ane zana ramakore achangotorwa somujaya; uyo anotadza kusvika pazana ramakore achatorwa sowakatukwa.

Isaya 65

Isaya 65:16-25