Isaya 65:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakazviratidza kuna avo vasina kundibvunza; ndakawanikwa neavo vasina kunditsvaka. Kurudzi rwakanga rusina kudana kuzita rangu ndakati, ‘Ndiri pano, ndiri pano.’

Isaya 65

Isaya 65:1-2