Isaya 64:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Regai kutsamwa zvikuru imi Jehovha; regai kurangarira zvivi zvedu nokusingaperi. Haiwa Jehovha, ringirai kwatiri, tinokumbira, nokuti tose tiri vanhu venyu.

Isaya 64

Isaya 64:1-12