Isaya 64:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna anodana kuzita renyu anoshingairira kuti akubatei; nokuti makativanzira chiso chenyu mukaita kuti titsakatike nokuda kwezvivi zvedu.

Isaya 64

Isaya 64:1-8