Isaya 64:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti pamakaita zvinhu zvinotyisa zvatakanga tisina kutarisira, makaburuka pasi, makomo akabvunda pamberi penyu.

Isaya 64

Isaya 64:1-10